Shona
‘Mashoko Akanaka Kumarudzi Ose, Madzinza Nendimi’
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/ivtng/univ/pt/ivtng_univ_lg.jpg

‘Mashoko Akanaka Kumarudzi Ose, Madzinza Nendimi’

Nemhaka yemitauro inenge 6 700 inotaurwa pasi rose, basa rokushandura rinotodiwa kuti chokwadi chemashoko akanaka ari muBhaibheri chisvike kuvanhu vakawanda. Ona vhidhiyo iyi kuti uone zviri kuitwa neZvapupu zvaJehovha panyaya iyi.