Vhidhiyo 3: “Ndini Wacho”
Jesu anotaura kuvanhu vakawanda kuti ndiye Mesiya uye vamwe vanozvibvuma, vamwe vachiramba. Zviri muvhidhiyo iyi zvakatorwa mumavhesi aya: Johani 3:1-36; Mako 6:17-20; Mateu 14:3-5; Ruka 3:19, 20; Johani 4:1-45; Mako 1:14, 15; Mateu 4:17; Ruka 4:14, 15; Johani 4:46-54; Ruka 4:16-30; Mateu 4:13-16; Ruka 5:1-11; Mateu 4:18-22; Mako 1:16-20.

