Vhidhiyo 1: Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika
Panoitika zvinhu zvinoshamisa zvinoratidza kuti Mesiya ava pedyo kuuya. Zviri muvhidhiyo iyi zvakatorwa mumavhesi aya: Johani 1:1-5; Ruka 1:1-80; Mateu 1:18-25; Ruka 2:1-38; Mateu 2:1-23; Ruka 2:39-52; Johani 1:9.

