Shona
Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Rudo rwaJehovha—Muviri Wemunhu?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1112024501/univ/art/1112024501_univ_sqr_xl.jpg

Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Rudo rwaJehovha—Muviri Wemunhu?

Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Rudo rwaJehovha—Muviri Wemunhu?

Tinokwanisa kudzidza nezveMusiki wedu kubva pakukwanisa kwatinoita kuona, kubata, kunzwa, kunhuwidza, kuravidza uye kuyeuka zvinhu.—Pisarema 139:14.