Shona
Nyaya yaJosiya: Ida Jehovha; Venga Zvakaipa—Chikamu I
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1102019289/univ/art/1102019289_univ_sqr_xl.jpg

Nyaya yaJosiya: Ida Jehovha; Venga Zvakaipa—Chikamu I

Nyaya yaJosiya: Ida Jehovha; Venga Zvakaipa—Chikamu I

Josiya anokura akapoteredzwa nevanhu vakapandukira Jehovha uye vanonamata Bhaari. Achakwanisa kuita zvinopesana neruzhinji oshinga kuita zvakarurama here?