Kufamba Kuri Kuita Sangano Redu
Mavhidhiyo mapfupi aya anoratidza basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha uye nhoroondo yavo.
Kufamba Kuri Kuita Sangano Redu—Chipo Chenziyo, Chikamu 1
Inzwa matangiro akaita nziyo, kusanganisira kuimba uye mashandisirwo adzinoitwa neZvapupu zvaJehovha pakunamata kwavo.
Kufamba Kuri Kuita Sangano Redu—Chipo Chenziyo, Chikamu 2
Ona kuti mabhuku api enziyo akabudiswa neZvapupu zvaJehovha mumakore 100 adarika.
Dare Rinotungamirira Rinoita Kuti Tirambe Takabatana—Chikamu 1
Dare Rinotungamirira rinoita sei kuti parambe paine kubatana pakati pavo nehama nehanzvadzi pasi rese?
Dare Rinotungamirira Rinoita Kuti Tirambe Takabatana—Chikamu 2
Kubvira kare zvii zvange zvichiitwa neDare Rinotungamirira kuti vanhu vaJehovha pasi rese varambe vakabatana?
Kufamba Kuri Kuita Sangano Redu—Magungano
Inzwa matangiro akaita magungano eZvapupu zvaJehovha.
Kufamba Kuri Kuita Sangano Redu—MEPS Inotibatsira Pakuparidza ‘Mumitauro Yese’
Inzwa kuti Zvapupu zvaJehovha zvinoshandisa sei indaneti kubudisa mabhuku nezvimwe zvekuverenga mumitauro inopfuura 1 000.
Kufamba Kuri Kuita Sangano Redu—Zvivakwa Zvesangano
Inzwa kuti nemhaka yei Zvapupu zvaJehovha zvichivaka zvivakwa zvakawanda pasi rese.
Kufamba Kuri Kuita Sangano Redu—Kudzidzisa Pachishandiswa Mafirimu Nemavhidhiyo
Inzwa matangiro akaita Zvapupu zvaJehovha kushandisa mavhidhiyo kwemakore anopfuura 100.
Kufamba Kuri Kuita Sangano Redu—Kuparidza Munzvimbo Dzinowanika Vanhu Vakawanda
Zvapupu zvaJehovha zvinozivikanwa nekuparidza munzvimbo dzinofamba kana kuti dzinoungana vanhu vakawanda. Dzidza zvakawanda nezvenhoroondo yeZvapupu yekuparidza munzvimbo dzinowanika vanhu vakawanda.
Kufamba Kuri Kuita Sangano Redu—Basa Reumishinari
Zvapupu zvaJehovha zvakatumira mamishinari kumativi mana enyika. Inzwa zvakawanda nezvebasa ravo reumishinari.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Kubva Mudura Renhoroondo Yedu
Verenga nezvenhoroondo yeZvapupu zvaJehovha.

