Iva Shamwari yaJehovha
Rwiyo 89—Teerera, Uzviite, Ukomborerwe
Tinogona kuva shamwari dzaJehovha nokuimba nziyo. Imba pamwe chete naKuda naSarudzai nezvekukomborerwa kwaunoitwa kana ukateerera Jehovha.