Iva Shamwari yaJehovha—Ngatiimbei Tese
Mavhidhiyo aya anobatsira vana kuti vabate nemusoro nziyo dzeUmambo.
Jehovha Ndiro Zita Renyu (Rwiyo 2)
Rumbidzai zita rinokudzwa raJehovha nerwiyo urwu.
Rwiyo 5—Mabasa Anoshamisa aMwari
Unocherechedza zvakasikwa naMwari zuva nezuva here?
“Ndinoda” (Rwiyo 17)
Ungabatsirawo sei vamwe?
Makatipa Mwanakomana Wenyu Anokosha (Rwiyo 20)
Rwiyo runodzidzisa mhuri kuti itende Jehovha naJesu nechibayiro chavakatipa.
Kuva Shamwari yaJehovha (Rwiyo 28)
Unoda here kuva shamwari yaMwari? Mashoko ari murwiyo urwu anogona kukubatsira kuti uve shamwari yaMwari.
Achakusimbisa (Rwiyo 38)
Jehovha anogona kukusimbisa uye kukubatsira kuti uite zvakanaka.
Inzwaiwo Munyengetero Wangu (Rwiyo 41)
Nyengetera kuna Jehovha uye anokunzwa pasinei nokuti uri kupi.
Tinokutendai Jehovha (Rwiyo 46)
Nei uchitenda Jehovha? Ona kuti zvikonzero zvingani zvaungawana paunenge uchiimba rwiyo urwu.
Takazvitsaurira Kuna Mwari! (Rwiyo 51)
Teerera uye ona vechidiki vaviri vachizadzisa zvinangwa zvavo zvekuzvitsaurira uye kubhabhatidzwa.
“Iyi Ndiyo Nzira” (Rwiyo 54)
Zvii zvaungaita kuti uteerere inzwi raMwari wotevera tsoka dzaJesu?
Ita Kuti Chokwadi Chive Chako (Rwiyo 56)
Wakaita kuti chokwadi chive chako here?
Kuparidzira Vanhu Vemarudzi Ose (Rwiyo 57)
Unoparidzira vanhu vese here pasinei nekuti vanoratidzika sei?
Kutsvaga Shamwari Dzerugare (Rwiyo 58)
Teererai rwiyo runonakidza ruchadzidzisa vana kuda vanhu vese uye kutsvaga shamwari dzaJehovha pasi rese.
“Paridza Shoko” (Rwiyo 67)
Wakagadzirira here kuimba nezvekuparidza shoko raMwari?
Tipeiwo Ushingi (Rwiyo 73)
Jehovha anogona kukupa ushingi kuti urambe uchitaura muzita rake.
Unonzwa Sei Nebasa Iri? (Rwiyo 76)
Itawo zvaunogona pakutsvaga vakakodzera.
“Ravirai Henyu Muone Kuti Jehovha Akanaka” (Rwiyo 80)
Bata nziyo iyi nomusoro uzoiimbira mumwe munhu ari mubasa renguva yakazara.
Upenyu hwaPiyona (Rwiyo 81)
Funga nezvekuzova piyona, upenyu huchaita kuti urambe uchiwana makomborero anobva kuna Jehovha.
“Paimba Neimba” (Rwiyo 83)
Unogonawo kuparidza mashoko akanaka eUmambo!
Kuwedzera Basa Redu (Rwiyo 84)
Pane zvakawanda zvaunogona kuita kuti ubatsire vamwe.
Teerera, Uzviite, Ukomborerwe (Rwiyo 89)
Imba pamwe chete naKuda naSarudzai woona kuti sei kuteerera kuchiita kuti tifare.
Komborerai Kuungana Kwedu (Rwiyo 93)
Imbawo uye ona zvinoitwa nevamwe kuti vapinde misangano yechiKristu nguva dzose.
Vagamuchirei Nerudo (Rwiyo 100)
Rwiyo urwu runotibatsira kuti titevedzere Jehovha pakuratidza vamwe rudo.
Kushanda Takabatana (Rwiyo 101)
Ona kubatana kwakaita vaunonamata navo.
Zvinoita Kuti Tifare (Rwiyo 111)
Zvii zvinoita kuti ufare?
Ticharamba Tichitsungirira (Rwiyo 129)
Kutenda muzvinhu zvakavimbiswa naMwari kunogona kukubatsira sei kutsungirira?
Kanganwira Vamwe (Rwiyo 130)
Tevedzera Jehovha nekuregererawo vamwe nemwoyo wese.
Namatai Jehovha Muchiri Vadiki (Rwiyo 133)
Yeuka Musiki wako Mukuru uchiri mudiki.
Vana Makavachengeteswa naMwari (Rwiyo 134)
Waizviziva here kuti vana chipo chinokosha chinobva kuna Mwari? Dzidza mashoko erwiyo urwu uzoimbawo parwunenge rwuchiimbwa.
Chikumbiro chaJehovha Cherudo: ‘Mwanangu, Iva Akachenjera’ (Rwiyo 135)
Uchaita zvose zvaunogona here kuti ufadze mwoyo waJehovha? Tarisa vhidhiyo iyi kuti uone kuti ungazviita sei.
Vakadzi Vakatendeka, Hanzvadzi dzechiKristu (Rwiyo 137)
Tinogona kutevedzera sei muenzaniso wevakadzi vakatendeka vemuBhaibheri?
Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira! (Rwiyo 140)
Imbawo uchizviona uchirarama nokusingaperi muParadhiso.
Chishamiso Cheupenyu (Rwiyo 141)
Dzidzira rwiyo urwu uye uchaona kuti uchange wava kukwanisa kurwuimba paImba yoUmambo.
Ramba Wakatarisa Mubayiro! (Rwiyo 144)
Paunenge uchiimbawo rwiyo urwu, funga nezvekuti upenyu huchange huchinakidza sei muParadhiso.
Rwiyo Rwekukunda (Rwiyo 149)
Tevedzera Mosesi nevaIsraeri nokuimba rwiyo urwu rwokurumbidza Jehovha.