Iva Shamwari yaJehovha Chidzidzo 18: Remekedza Imba yaJehovha PLAY Chidzidzo 18: Remekedza Imba yaJehovha Nei uchifanira kudzikama paunenge uri paImba yoUmambo? Tine urombo, media player yatadza kubudisa zvauri kuda. Dhaunirodha Vhidhiyo Iyi Kumashure Mberi Zvimwe Zvaunogona Kufarira IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA OKUITA Unoremekedza Imba yaJehovha Here? Mapikicha api anoratidza zvaunofanira kuita kana uri pamisangano yechiKristu? MAVHIDHIYO Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.