Iva Shamwari yaJehovha Chidzidzo 6: Taura Zvakanaka Uye Iti Maita Basa PLAY Chidzidzo 6: Taura Zvakanaka Uye Iti Maita Basa Kuda anodzidza kutaura zvakanaka. Tine urombo, media player yatadza kubudisa zvauri kuda. Dhaunirodha Vhidhiyo Iyi Kumashure Mberi Zvimwe Zvaunogona Kufarira IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA OKUITA Makadhi Ekuti Uchengete! Aise pamapeji aunoda kuzovhura mumabhuku ako! MAVHIDHIYO Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.