Iva Shamwari yaJehovha Chidzidzo 31: Ida Imba yaJehovha PLAY Chidzidzo 31: Ida Imba yaJehovha Zvii zvatingaita kuti Imba yeUmambo igare yakachena? Tine urombo, media player yatadza kubudisa zvauri kuda. Dhaunirodha Vhidhiyo Iyi Kumashure Mberi Zvimwe Zvaunogona Kufarira IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA OKUITA Ida Imba yaJehovha Itawo zvimwe zvinhu kuti imba yaMwari igare yakachena! MAVHIDHIYO Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.