IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Gamuchiranai
Unoziva here kuti kana munhu achinzi agamuchira vamwe zvakanaka anenge aita sei? Ona kuti zvinhu zvidiki zvatinoitira vamwe zvinovabatsira sei.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MAVHIDHIYO ANODZIDZISA