IVA SHAMWARI YAJEHOVHA Chidzidzo 47: Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye? PLAY Chidzidzo 47: Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye? Sarudza shamwari dzakanaka uye Jehovha achafara. Tine urombo, media player yatadza kubudisa zvauri kuda. Dhaunirodha Vhidhiyo Iyi Kumashure Mberi Zvimwe Zvaunogona Kufarira IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA OKUITA Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye? Sarudza shamwari dzichakubatsira kuti uve shamwari yaJehovha sezvakaitwa naMarita naSarudzai. IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MAPEPA EKUSHAMBADZIRA Pepa Rekushambadzira: Ndiani Wandinofanira Kushamwaridzana Naye? Prinda pepa iri woriisa pane mamwe. MAVHIDHIYO Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.