Iva Shamwari yaJehovha

Ona kana kuti dhaunirodha mavhidhiyo anodzidzisa vana zvidzidzo zvinokosha zviri muBhaibheri.

Jehovha Ariko Zvechokwadi

Muvhidhiyo iyi inonakidza, ona Jehovha semaonerwo aanoitwa naKuda!

Iva Shamwari yaJehovha Nzwisa: Jehovha Munhu Chaiye

Kutsvaga kwakaita Kuda mhinduro dzemibvunzo yaaiva nayo kwakaita kuti anyatsoona kuti Jehovha munhu chaiye!

Gamuchiranai

Ungaitei kuti vamwe vanzwe kuti vagamuchirwa zvakanaka? Zvinhu zvidiki zvatinoitira vamwe patinovagamuchira zvinogona kuita kuti vafare chaizvo.

Sorry, there are no terms that match your selection.