Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha
Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha
Rute
Rute akabatsira sei shamwari yake yaida kunyaradzwa?
Eriya
Eriya akanzwa sekuti ndiye ega ainge asara achiri kuita zvakanaka. Jehovha akamubatsira sei?
Mefibhosheti
Kana ukaitirwa zvakaipa, ungaitei kuti urambe uchifara saMefibhosheti?
Josefa
Vakoma vaJosefa vakamuitira zvinhu zvakaipa, asi iye akaita sei?
Joshua naKarebhi
Chii chakaita kuti Joshua naKarebhi vave neushingi asi vamwe vasina?
Abhigairi
Abhigairi akabatsira sei imwe shamwari yaJehovha kuti isaita zvakaipa asi iite zvakanaka?
Dhibhora
Ungaita sei kuti uve neushingi saDhibhora
Abheri
Zvii zvaunodzidza kubva kuna Abheri panyaya yekusimbisa kutenda kwako muna Jehovha?
Jeremiya
Ungadzidzei panyaya yeushingi kubva kushamwari yaJehovha Jeremiya?
Hananiya, Mishaeri, naAzariya
Unokwanisa kuteererawo here sezvaiitwa neshamwari dzaJehovha dzakadai saHananiya, Mishaeri, naAzariya?
Sorry, there are no terms that match your selection.

