WHAT YOUR PEERS SAY

Ndimbori Ani?

Shona
Ndimbori Ani?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/502700103/univ/art/502700103_univ_sqr_xl.jpg
mtl

Kuyaruka Kwangu—Ndimbori Ani?

Kuyaruka Kwangu—Ndimbori Ani?

Tainara naAlex vakasangana nematambudziko akakura pavakanga vachiri kuyaruka. Inzwa kuti kusimbisa kutenda kwavo uye kukura pakunamata kwakavabatsira sei kuti vakurire matambudziko acho.