Mwari anonzwa minyengetero yedu here?
“Rambai muchikumbira, uye muchapiwa; rambai muchitsvaga, uye muchawana; rambai muchigogodza, uye muchazarurirwa.”—Mateu 7:7.
Bhaibheri rinotiudza kuti
-
Tinofanira kunyengetera sei.—Mateu 6:7-13.
-
Kana ukanyengetera uri pachokwadi, Mwari anokunzwa.—Pisarema 65:2.
Kuti unzwe zvakawanda, enda paindaneti pawebsite inonzi jw.org.

