MATURAKITI NEMAPEPA EKUKOKA VANHU

Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?

Shona
Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1102014910/univ/art/1102014910_univ_sqr_xl.jpg
T-37 pp. 1-4

Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?

Tingawanepi Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Muupenyu?

Mhinduro dzacho dzinowanika . . .

  • kune zvesayenzi here?

  • muuzivi hwevanhu here?

  • muBhaibheri here?

MUMWE MUNYORI WEBHAIBHERI AKATI KUNA MWARI

“Itai kuti ndinzwisise . . . Shoko renyu rese ichokwadi.”​—Pisarema 119:144, 160, Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva.

Bhaibheri riri kupa mamiriyoni evanhu mhinduro.

Ungadawo kuziva mhinduro dzacho here?

Unodziwana paIndaneti pajw.org

VERENGA zviri paIndaneti

ONA mavhidhiyo ane chekuita neBhaibheri

DHAUNIRODHA mabhuku nezvimwewo

PAMIBVUNZO IYI NDEUPI UNONYANYA KUKUNETSA?

Ona kuti Bhaibheri rinopindura sei mibvunzo iyi pajw.org.

(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA)