Purogiramu Yegungano ra2025 rinoti Kunamata Kwakachena
Chishanu
Purogiramu yemusi weChishanu yakatorwa pana Mateu 4:10—“Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kunamata.”
Mugovera
Purogiramu yemusi weMugovera yakatorwa pana Johani 2:17—“Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.”
Svondo
Purogiramu yemusi weSvondo yakatorwa pana Johani 4:23—‘Namata Baba mumweya nemuchokwadi.’
Mashoko Kune Vachapinda
Mashoko anobatsira vachapinda gungano.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
NEZVEDU
Pinda Gungano ra2025—“Kunamata Kwakachena”
Tinokukoka nemufaro kuti uzopinda gungano regore rino remazuva matatu richaitwa neZvapupu zvaJehovha.
MAGUNGANO
Nzwisa Yedhirama remuBhaibheri: Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 2 ne3
Iye zvino ava munhu mukuru uye anotanga kuva nevadzidzi. Asi anobva atotanga kupikiswa paari kuita ushumiri hwake.

