PUROGIRAMU YEGUNGANO REDUNHU REZVAPUPU ZVAJEHOVHA NEMUTARIRI WEDUNHU RA2023-2024

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Shona
Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
/assets/ct/b4d7e1101e/images/syn_placeholder_sqr.png
CA-copgm24 p. 4

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  1. 1. ‘Tinomirira sei Jehovha nemwoyo wese’? (Pis. 130:5, 6)

  2. 2. Tingamirira sei Jehovha nemwoyo wese zvinhu pazvinenge zvakaoma? (Hab. 2:3, 4; 2 Tim. 4:2; Ruka 2:36-38)

  3. 3. Tingashandisa sei nguva yedu nekuchenjera patinenge takamirira zuva raJehovha? (2 Pet. 3:11-13)

  4. 4. Nei tichigona kumirira Jehovha nechivimbo patinosangana nematambudziko? (Pis. 62:1, 2, 8, 10; 68:6; 130:2-4)

  5. 5. Chii chatinofanira kuita kuti tiwane ‘mubayiro wevakarurama’? (Pis. 58:11)

© 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

CA-copgm24-CA