MASHOKO AKANAKA AKATAURWA NAJESU—MAVHIDHIYO

Uyu Ndiye Mwanakomana Wangu—Mavhidhiyo

Shona
“Uyu Ndiye Mwanakomana Wangu”—Mavhidhiyo
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1200280002/univ/art/1200280002_univ_sqr_xl.jpg
gnjvrg “Uyu Ndiye Mwanakomana Wangu” vhidhiyo 2

VHIDHIYO 2

“Uyu Ndiye Mwanakomana Wangu”

“Uyu Ndiye Mwanakomana Wangu”

Johani Mubhabhatidzi anotanga ushumiri hwake (gnj 2 00:00-01:01)

Johani anopupura nezvechiedza (gnj 2 01:01-01:35)

Johani anoparidza nezverubhabhatidzo (gnj 2 01:46-10:36)

Jesu anoendeswa kurenje nemweya (gnj 2 15:05-15:50)

Dzinza raJesu Kristu (gnj 2 15:50-21:03)

Jesu anokunda miedzo yaDhiyabhorosi (gnj 2 21:03-26:02)

Johani anotaura kuti haasi Kristu asi anoti iye ndiye munhu ari kushevedzera ari murenje (gnj 2 26:02-29:36)

Johani anoudza vanhu kuti Jesu ndiye “Gwayana raMwari” (gnj 2 29:36-30:31)

Johani anopupura nezvemweya wakadzika pana Jesu uye anozivisa nezvekubhabhatidzwa nemweya mutsvene kwaizoitika (gnj 2 30:31-31:20)

Vadzidzi vaJohani vanotevera Jesu (gnj 2 31:20-32:41)

Andreya anoenda nemukoma wake Petro kuna Jesu (gnj 2 32:41-33:51)

Firipi naNatanieri vanova vadzidzi vaJesu (gnj 2 33:51-36:53)

Jesu anochinja mvura kuva waini pamuchato muKana, kuGarireya (gnj 2 36:54-45:29)

Jesu anochenesa temberi kekutanga muJerusarema (gnj 2 45:30-50:05)

Jesu anotaura nevaJudha vaimupikisa nezvekuvaka temberi mumazuva matatu (gnj 2 50:06-51:13)

Vakawanda vanotenda muna Jesu pavanoona zviratidzo zvaanoita (gnj 2 51:13-52:45)