VHIDHIYO 1

Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika

Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika

Pakutanga Shoko rakanga riina Mwari uye riri mwari (gnj 1 00:00–00:43)

Shoko rakashandiswa naMwari kusika zvinhu zvese (gnj 1 00:43–01:00)

Upenyu nechiedza zvakavapo pachishandiswa Shoko (gnj 1 01:00–02:11)

Rima harina kukunda chiedza (gnj 1 02:11–03:59)

Ruka anonyorera Tiyofiro tsamba achitsanangura mamiriro akanga akaita zvinhu nezvikonzero zvekunyora tsamba yacho (gnj 1 04:12–06:02)

Gabrieri anotaura nezvekuberekwa kwaJohani Mubhabhatidzi (gnj 1 06:03–13:53)

Gabrieri anotaura nezvekuberekwa kwaJesu (gnj 1 13:53–18:25)

Mariya anoshanyira hama yake Erizabheti (gnj 1 18:26–21:13)

Mariya anokudza Jehovha (gnj 1 21:13–24:00)

Johani anoberekwa uye anotumidzwa zita (gnj 1 24:00–27:13)

Uprofita hwaZekariya (gnj 1 27:14–30:55)

Mariya anobata pamuviri pemweya mutsvene; zvinoitwa naJosefa (gnj 1 30:55–35:27)

Josefa naMariya vanoenda kuBhetrehema uye Jesu anozvarwa (gnj 1 35:27–39:51)

Ngirozi dzinozviratidza kuvafudzi vari kumafuro (gnj 1 39:51–41:38)

Vafudzi vanoenda kuchidyiro chezvipfuwo (gnj 1 41:38–43:54)

Josefa naMariya vanoenda naJesu pamberi paJehovha kutemberi (gnj 1 43:54–45:00)

Simiyoni anowana ropafadzo yekuona Kristu (gnj 1 45:00–48:49)

Ana anotaura nezvemwana wacho (gnj 1 48:49–50:17)

Vazivi venyeredzi vanoshanya uye Herodhi anoronga zano rekuda kuuraya Jesu (gnj 1 50:21–55:49)

Josefa anotora Mariya naJesu votizira kuIjipiti (gnj 1 55:49–57:31)

Herodhi anouraya vana vechikomana muBhetrehema nemumaruwa aro ese (gnj 1 57:31–59:28)

Vabereki vaJesu vanoenda kunogara kuNazareta (gnj 1 59:28–1:03:55)

Jesu ane makore 12 uye ari patemberi (gnj 1 1:03:55–1:09:36)

Jesu anodzokera kuNazareta nevabereki vake (gnj 1 1:09:36–1:10:22)

Chiedza chechokwadi chakanga chava kuda kuuya munyika (gnj 1 1:10:23–1:10:57)