NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA October 2025
Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaDecember 8, 2025–January 4, 2026.
1925—Makore 100 Apfuura
Zvii zvaitarisirwa neVadzidzi veBhaibheri kuti zvaizoitika muna 1925? Zvii zvavakaita kuti varambe vachishanda nesimba pabasa raIshe pasinei nekuti zvavaitarisira hazvina kuitika?
NYAYA YEKUDZIDZA 41
Rudo rwaMwari Runogara Nekusingaperi
Ichadzidzwa muvhiki raDecember 15-21, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 42
Zvaungaita Kuti Unyengetere Zvinobva Pamwoyo
Ichadzidzwa muvhiki raDecember 22-28, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 43
Yeuka Kunyengeterera Vamwe
Ichadzidzwa muvhiki raDecember 29, 2025–January 4, 2026.
Nhengo Itsva dzeDare Rinotungamirira
Verenga nezvehama mbiri dzava muDare Rinotungamirira dzinoti, Jody Jedele naJacob Rumph. Hama idzi dzava nemakore akawanda dzichishumira Jehovha dzakatendeka.
ZVAUNGAITA PAKUDZIDZA
Zvinhu Zvichakubatsira Kuti Uverenge Bhaibheri Mazuva Ese
Ona mamwe mazano anogona kukubatsira kuti uverenge Bhaibheri zuva rega rega.

