NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Nyaya Dziri paJW.ORG

Shona
Nyaya Dziri paJW.ORG
/assets/ct/08c9985de2/images/syn_placeholder_sqr.png
w19 October p. 32

Nyaya Dziri paJW.ORG

Nyaya Dziri paJW.ORG

VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI

Nei Ndichingogara Ndichirasika Pakutaura?

Ndezvipi zvinogona kukubatsira kuti utange wafunga, wozotaura?

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA > VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Ndodii Kana Mwana Wangu Achishungurudzwa Nevamwe?

Mazano 4 anogona kubatsira mwana wako paanosangana nevanhu vanenge vachida kumunetsa.

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > WANANO UYE MHURI > KURERA VANA.