NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA September 2025
Magazini ino ine nyaya dzekudzidza dzaNovember 10–December 7, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 37
Tingaita Sei Kana Tikasabatwa Zvakanaka?
Ichadzidzwa muvhiki raNovember 17-23, 2025.
NYAYA YEKUDZIDZA 39
Usanonokera Kubatsira Vanhu Vanoda Kuziva Chokwadi
Ichadzidzwa muvhiki raDecember 1-7, 2025.
NYAYA YEUPENYU
Jehovha Akatibatsira Kuti Tirambe Tichikura Pasinei Nepatainge Tadyarwa
Mats naAnn-Catrin Kassholm vachitsanangura zvakaitika mumakore akawanda avaita vari mubasa renguva yakazara uye vachitaurawo zvakavabatsira pavaiita sevadyarwa vodzurwa, vodyarwa zvakare.
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
Munyori waZvirevo 30:18, 19 akati “nzira yemurume ane musikana” inoshamisa zvikuru. Mashoko iwayo airevei?
PFUNGWA YEMUBHAIBHERI
Jesu “Akadzidza Kuteerera”
Jesu akadzidza sei kuteerera sezvinotaurwa pana VaHebheru 5:8?

