Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

NHARIREYOMURINDI Nhamba 5 2017 | Ngirozi​—Dziriko Here? Kuzviziva Kunobatsirei?

UNOFUNGEI?

Ngirozi dziriko here? Bhaibheri rinoti:

“Rumbidzai Jehovha, haiwa imi ngirozi dzake, dzine simba guru, dzinoita zvaanotaura, nokuteerera inzwi reshoko rake.”​Pisarema 103:20.

Magazini iyi inotiudza zvinotaurwa neBhaibheri nezvengirozi uye kuti dzinotibatsira sei.

NYAYA IRI PAKAVHA

Ngirozi​—Dzinogona Kukubatsira Here?

Zvakaitika kune vamwe zviri kuita kuti vakawanda vabvume kuti ngirozi dzinogona kutibatsira.

NYAYA IRI PAKAVHA

Chokwadi Nezvengirozi

Hakuna kumwe kwaungawana mhinduro dzechokwadi kunze kwemuShoko raMwari Bhaibheri.

NYAYA IRI PAKAVHA

Une Ngirozi Inokuchengeta Here?

Unofunga kuti ngirozi dzinogona kukubatsira here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Kune Ngirozi Dzakaipa Here?

Bhaibheri rinopindura mubvunzo uyu zvakajeka.

NYAYA IRI PAKAVHA

Ngirozi Dzinogona Kukubatsira Sei?

Dzimwe nguva Mwari anotuma ngirozi kuti dzibatsire vashumiri vake.

Waizviziva Here?

Jesu aituka here paakafananidza vanhu vasiri vaJudha ‘neimbwa duku’?

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Ndaiti Mwari Haako

Zvakafamba sei kuti mumwe murume akakura achiti Mwari haako uye achiita zvechiCommunist azotanga kufarira Bhaibheri?

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

Mwari Akamuti “Mwanasikana Wamambo”

Nemhaka yei Sara akachinjwa zita rake?

Bhaibheri Rinotii?

Zvinoita sekuti hazviiti kuti panyika pave nerugare uye munhu ave nerugare rwemupfungwa chero bedzi vanhu vachiri kutambura uye vachibatwa zvisina kunaka. Pane chingagadzirisa matambudziko aya here?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Zvine Basa Here Kuti Munhu Ave Nechechi Yaanopinda?

Zvinoita here kuti munhu angonamata Mwari ari oga asingaendi kuchechi?