Shona
Wakambofunga Nezvemibvunzo Iyi Here?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/2025009/univ/art/2025009_univ_sqr_xl.jpg
wp25 nha. 1 p. 16

Wakambofunga Nezvemibvunzo Iyi Here?

Wakambofunga Nezvemibvunzo Iyi Here?
  • Kana vanhu vese vachida runyararo, nei panyika pakazara hondo?

  • Zvinoita here kuti tive nerugare rwechokwadi munyika yakazara kurwisana?

  • Pachazombova nenguva yekuti panyika panenge pasisina hondo here?

Mhinduro dzemibvunzo iyi dzirimo muBhaibheri uye dzinogona kukushamisa nekukunyaradza.

Unogona kuongorora wega zvinotaurwa neBhaibheri nezvenyaya iyi inokosha. Dzidza zvakawanda mumagazini ino yeNharireyomurindi.