Shona
MUKAI! Jesu Aivako Zvechokwadi Here?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/g/201610/CA/pt/g_CA_201610_lg.jpg
g16 nha. 5

MUKAI! Nhamba 5 2016 | Jesu Aivako Zvechokwadi Here?

Vamwe vanhu vanoramba kuti Jesu akamborarama pano panyika. Vamwewo vanoti zvakaoma kuti tinyatsoziva chokwadi.

Mukai!” iyi inotibatsira kuona kuti chokwadi ndechipi.

 

NYAYA IRI PAKAVHA

Jesu Aivako Zvechokwadi Here?

Vaongorori vemazuva ano uye vekare vanotiwo kudii nezvenyaya iyi?

WATCHING THE WORLD

Nyika dzekuAmerica

Vanhu vakawanda vari kunyika dzekuAmerica vanosangana nematambudziko akadai sekunetseka uye kurwisana. Zvinotaurwa neBhaibheri zvinogona kubatsira here?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Kudzidzisa Mwana Wako Nyaya Dzepabonde

Vechidiki vari kutanga kuziva nyaya dzepabonde vachiri vana. Zvii zvaunofanira kuziva? Ungaitei kuti udzivirire vana vako?

Kushamisa Kunoita Carbon

Carbon inokosha chaizvo kuti zvinhu zvirarame. Nemhaka yei?

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Kutenda Zvaunoitirwa

Kuita izvi kune zvazvakanakira. Ungaita sei kuti ukwanise kuzviita?

ZVAKAITIKA KARE

Aristotle

Dzidziso dzake ndidzo dzakanga dzava kudzidziswa mumachechi enhema.

“Madzidzisiro Aya Matsva!”

Mavhidhiyo ari pajw.org ari kufarirwa chaizvo nevadzidzisi uyewo nevamwe.

Zvimwe Zviri paIndaneti

Onawo Zvakanaka Zvinoitwa Nevamwe

Ungaratidza sei kuti unoonga vanhu vanokuitira zvinhu zvakanaka?