Shona
Rubatsiro Ruripo
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/102020051/univ/art/102020051_univ_sqr_xl.jpg
g20 nha. 2 p. 16

Rubatsiro Ruripo

Rubatsiro Ruripo

Wakafirwa here?

  • Enda pajw.org wotsvaga nyaya dzine “mazano anobatsira vakafirwa.”

Uri kunetsekana nematambudziko emari here?

  • Enda pajw.org, wotsvaga nyaya yakanzi “shandisa mari yako nekuchenjera.”

Wakambosvika here pakuzvibvunza kuti, ‘Chandinoraramira chii?’

  • Enda pajw.org wotsvaga nyaya yakanzi “chandinoraramira chii?” uye imwe yekuti “chiripo chekuraramira.”

Une dambudziko reutano risiri kupera here?

  • Enda pajw.org, wotsvaga nyaya yakanzi “kuva nechirwere chisingaperi—Bhaibheri rinogona kukubatsira here?”

Bhaibheri rine mazano anobatsira munhu wese ari mumhuri. Rine mazano anogona kubatsira munhu kunyatsoshandisa pfungwa.—ZVIREVO 1:1-4.

Tinokumbira kuti uriverenge uzvi- onere wega. Ona vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri?