Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Vabereki Vangawanepi Mamwe Mazano?

Vabereki Vangawanepi Mamwe Mazano?

Sezvamatoona, mazano ari mumagazini ino anobva muBhaibheri. Bhaibheri rine mazano akanaka chaizvo anobatsira munhu mumwe nemumwe ari mumhuri. Mazano aro anogona kubatsira munhu kuti akwanise kunyatsofunga uye kuita zvisarudzo zvakanaka.​—Zvirevo 1:1-4.

BHAIBHERI RINOPINDURAWO MIBVUNZO INOKOSHA MUUPENYU, YAKADAI SEYEKUTI:

Tinokukurudzira kuti uverenge Bhaibheri kuti uwane mhinduro dzemibvunzo iyi nemimwewo. Ona vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? Enda pawebsite yedu inonzi jw.org.