Shona
Zviri Mumagazini Ino: Vanhu Vachaparadza Nyika Here?
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/102023010/univ/art/102023010_univ_sqr_xl.jpg
g23 nha. 1 p. 16

Xuanyu Han/Moment via Getty Images

Zviri Mumagazini Ino

Zviri Mumagazini Ino

Vanhu vari kuita zvinhu zvinogona kuparadza nyika.

Nyika nezvinhu zvipenyu zviri pairi zvichaparara here? Verenga nyaya dziri pasi apa kuti unzwe kuti vanhu vari kukanganisa sei nyika uye kuti pane tariro yekuti icharamba iripo here.

Chii chichaitika kuzvinhu zvinotevera zviri panyika

  • Mvura yekunwa?

  • Makungwa?

  • Masango?

  • Mhepo?