Shona
Zviri Mumagazini Ino: Nyika Yazara Nematambudziko—Zvaungaita Kuti Uzvichengetedze
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/102022010/univ/art/102022010_univ_sqr_xl.jpg
g22 nha. 1 p. 16

Zviri Mumagazini Ino

Zviri Mumagazini Ino

Nyika yazara nematambudziko. Matambudziko akadai senjodzi dzinongoitika dzega nemamwewo anogona kungowira mumwe nemumwe wedu chero nguva. Zvii zvaungaita kuti iwe nemhuri yako mutsungirire matambudziko ari kusangana nevanhu? Inzwa zvaungaita kuti:

1 | Uchengetedze Utano Hwako

2 | Uchengetedze Zvinhu Zvako

3 | Usimbise Ushamwari Hwako Nevamwe

4 | Usimbise Tariro Yako