Rarama Nekusingaperi Uchifara!​—Kosi yeBhaibheri

Bhuku rino rakagadzirirwa kukubatsira kudzidza Bhaibheri uye ndiro rinoshandiswa paurongwa hwatiinahwo hwekudzidzisa vanhu Bhaibheri vasingabhadhari.

Sorry, there are no terms that match your selection.

Inzwa Zvimwe

MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA

Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?

Paunoita kosi yeBhaibheri inoitiswa neZvapupu zvaJehovha, unogona kushandisa chero Bhaibheri raunaro. Mhuri yako neshamwari vanogona kuvapowo paunenge uchidzidza.