Mugwagwa Unoenda Kuupenyu Husingaperi—Wakauwana Here?

Kunongova nezvitendero zviviri: chimwe chinoita kuti uwane upenyu uye chimwe chacho chinoita kuti uzoparadzwa. Bhuku rino richakubatsira kuziva mugwagwa weupenyu.

Mashoko Okutanga

Upenyu hwedu huri mumaoko aMwari Wemasimbaose. Saka zvinokosha kuti kunamata kwatinoita kuenderane nezvaanoda!

CHIKAMU 1

Machechi Ose Anodzidzisa Chokwadi Here?

Vanhu vanoda zvekunamata vanotenda dzidziso dzakasiyana-siyana. Dzese idzi dzinobva pachokwadi here?

CHIKAMU 2

Ungadzidza Sei Chokwadi Pamusoro paMwari?

Pane here chinogona kubatsira vanhu kuti vazive chokwadi nezvaMwari?

CHIKAMU 3

Ndivanaani Vanogara Kudenga?

Tsika dzechivanhu dzakapinda zvakanyanya muzvitendero zvekuAfrica. Tsika idzi ndechechokwadi here? Bhaibheri rinotipa mhinduro.

CHIKAMU 4

Madzitateguru Edu Ari Kupi?

Vanhu vakawanda vanoti kana munhu afa, anoenda kunorarama ari kune imwe nzvimbo. Bhaibheri rinotii?

CHIKAMU 5

Chokwadi Pamusoro Pemashiripiti Nouroyi

Madhimoni akaipa uye anokuvadza, asi hatifaniri kuzonyanya kuakwidziridza kupfuura zvaari.

CHIKAMU 6

Mwari Anofadzwa Nemachechi Ose Here?

Vamwe vanhu vanofunga kuti zvitendero zvese zvinofadza Mwari. Ndizvo here zvinodzidziswa neBhaibheri?

CHIKAMU 7

Ndivanaani Vari Muchechi Yechokwadi?

Bhaibheri rinogona kukubatsira kuona kuti ndiani kuita kuda kwaMwari.

CHIKAMU 8

Ramba Chechi Yenhema; Namata Muchechi Yechokwadi

Jesu akati: “Iye asiri kurutivi rwangu anorwisana neni.” Ungaratidza sei paumire?

CHIKAMU 9

Chechi Yechokwadi Inogona Kukubatsira Nokusingaperi!

Kana ukanamata Jehovha, achakukomborera iye zvino uye mune ramangwana.