CHIKAMU 1
Zvinoitika Ushumiri hwaJesu Husati Hwatanga
“Uyu achava mukuru.”—Ruka 1:32
ZVIRI MUCHIKAMU CHINO
CHITSAUKO 1
Ngirozi yaMwari Inotumwa Nemashoko
Ngirozi Gabrieri inozivisa mashoko asiri nyore kubvuma.
CHITSAUKO 3
Munhu Achagadzira Nzira Anozvarwa
Paakangogona kutaura Zekariya akapa uprofita hunokosha.
CHITSAUKO 4
Mariya Ane Pamuviri, Asi Haana Kuroorwa
Josefa anozvibvuma here paanoudzwa kuti pamuviri pacho hapasi pomumwe murume asi ndepemudzimu mutsvene?
CHITSAUKO 5
Jesu Akazvarirwa Kupi Uye Riini?
Tinoziva sei kuti Jesu haana kuberekwa musi wa25 December?
CHITSAUKO 6
Mwana Ainge Akavimbiswa
Josefa naMariya pavanouya naJesu kutemberi ari mucheche, vaprofita vaviri vakwegura vanoprofita nezveremangwana raJesu.
CHITSAUKO 7
Vazivi Venyeredzi Vanoshanyira Jesu
Sei nyeredzi yavakaona yakatanga yavatungamirira kuna Mambo Herodhi mhondi, kwete kuna Jesu?
CHITSAUKO 8
Vanotiza Mutongi Akaipa
Uprofita hutatu hune chokuita naMesiya hunozadziswa achiri mudiki.
CHITSAUKO 10
Mhuri yaJesu Inoenda kuJerusarema
Josefa naMariya vari kunetseka pavasiri kuona kuna Jesu, iye wacho achitoshayawo kuti sei vasina kuziva kwaaiva.
CHITSAUKO 11
Johani Mubhabhatidzi Anogadzirira Jesu Nzira
Panouya vaFarisi nevaSadhusi kwaari, Johani anovatuka. Aivatukirei?

