Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

 ZVAKAITIKA GORE RAKAPERA

Shanduro yeNyika Itsva Mumitauro Yakawanda

Shanduro yeNyika Itsva Mumitauro Yakawanda

PAKAZOSVIKA musi wa31 August 2015, Shanduro yeNyika Itsva yanga yashandurwa yose kana kuti chikamu chayo mumitauro 129. Bhaibheri iri rinowanikawo pajw.org mumitauro 129 kusanganisira mitauro 7 yemasaini. MaBhaibheri anotevera akabudiswa mugore rebasa ra2015: