Kuparidza Nokudzidzisa Munyika Yose
PASI ROSE
-
NYIKA 240
-
NHAMBA YEVAPARIDZI YATISATI TAMBOSVITSA 8 220 105
-
MAAWA AKAITWA MUUSHUMIRI HWOMUMUNDA 1 933 473 727
-
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI 9 708 968
ZVIRI MUCHIKAMU CHINO
Africa
Inzira itsva dzipi dziri kushandiswa neZvapupu pakuparidza mashoko akanaka?
Nyika dzekuAmerica
Nei mumwe mukadzi aidzidza ari kusango achiona nekenduru? Nei mumwe mambo wemarudzi akatanga-tanga kugara kuAmerica ainge akamirira Zvapupu? Uye nei mumwe munhu aimbotambudza Zvapupu akachema?
Nyika dzokuAsia neMiddle East
Hapana chinotadzisa vazivisi voUmambo kuita basa ravo, kungava kuremara kana kusungwa.
Europe
Murume werudzi rwechiRoma, musungwa, uye mukadzi aifunga kuzviuraya, vakabayiwa mwoyo pavakanzwa chokwadi.
Oceania
Matafura emabhuku, zvingoro, jw.org, nemavhidhiyo zviri kushandiswa pakudyara mbeu yechokwadi kuvanhu vakawanda

