Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
Bhuku iri rinokubatsira kuti uzive zvinotaurwa neBhaibheri panyaya dzakadai sokuti, nei tichitambura, chii chinoitika kana munhu afa, tingaitei kuti mhuri dzedu dzifare nedzimwewo nyaya.