Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda, Bhuku 1

Zvoupenyu Hwangu—Zvepabonde, Tsika Uye Rudo

Shona
Zvoupenyu Hwangu—Zvepabonde, Tsika Uye Rudo
/assets/ct/79e1b14fff/images/syn_placeholder_sqr.png
yp1 p. 235
Zvoupenyu Hwangu—Zvepabonde, Tsika Uye Rudo

CHIKAMU 4

Zvoupenyu Hwangu—Zvepabonde, Tsika Uye Rudo

Nyora zvinhu zvitatu zvawatsunga kutevedzera muupenyu hwako. Nyorawo chikonzero nei uchifunga kuti kuita chimwe nechimwe chezvawanyora kuchenjera. a

1. ․․․․․

2. ․․․․․

3. ․․․․․

[Mashoko Omuzasi]

a Somuenzaniso, “Handizoiti zvepabonde kusvikira ndaroora kana kuroorwa, uye ndinodavira kuti izvi ndizvo zvakanaka zvikuru nokuti . . . ” Iva nechokwadi chokuti zvaunonyora zvinoratidza tsika dzaunotenda, kwete dzemumwewo munhu.