PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

“Simudza Mwanakomana Wako”

Shona
“Simudza Mwanakomana Wako”
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202022342/univ/art/202022342_univ_sqr_xl.jpg
mwb22 September p. 14

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Simudza Mwanakomana Wako”

“Simudza Mwanakomana Wako”

Mukadzi wekuShunemi aigamuchira Erisha zvakanaka (2Mad 4:8-10)

Jehovha akamukomborera nekumupa mwanakomana (2Mad 4:16, 17; w17.12 4 ¶7)

Mwana wemukadzi uyu paakafa, Jehovha akashandisa Erisha kumumutsa (2Mad 4:32-37; w17.12 5 ¶8)

Uri kurwadziwa nekufirwa kwawakaitwa nemwana here? Jehovha anoziva kurwadziwa kwauri kuita. Ava pedyo kumutsa mwana wako. (Job 14:14, 15) Ichange iri nguva inofadza chaizvo!