PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Tevedzera Mashandisiro Anoita Jehovha Simba Rake

Shona
Tevedzera Mashandisiro Anoita Jehovha Simba Rake
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202022337/univ/art/202022337_univ_sqr_xl.jpg
mwb22 September p. 11

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tevedzera Mashandisiro Anoita Jehovha Simba Rake

Tevedzera Mashandisiro Anoita Jehovha Simba Rake

Hapana ane simba rinoenzana neraJehovha (1Mad 22:19; it-2-E 21)

Jehovha anokoshesa vaya vari pasi pake (1Mad 22:20-22; w21.02 4 ¶9)

Jehovha akakomborera basa rakaitwa neimwe ngirozi (1Mad 22:23; it-2-E 245)

Vakuru uye misoro yemhuri ndivo vanofanira kunyanya kutevedzera mashandisiro anoita Jehovha simba rake. (VaE 6:4; 1Pe 3:7; 5:2, 3) Pavanoita izvozvo, vanhu vese vari pasi pavo vachafara.