PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anorwira vaIsraeri

Shona
Jehovha Anorwira vaIsraeri
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202021335/univ/art/202021335_univ_sqr_xl.jpg
mwb21 September p. 10

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anorwira vaIsraeri

Jehovha Anorwira vaIsraeri

Madzimambo mashanu akabatana kuti arwise vaGibhiyoni nevaIsraeri (Jos 10:5; it-1-E 50)

Jehovha akarwisa madzimambo acho (Jos 10:10, 11; it-1-E 1020)

Jehovha akaita kuti zuva rirambe rakamira (Jos 10:12-14; w04 12/1 11 ¶1)

Patinotambudzwa, tinovimba naJehovha kuti atibatsire kuramba takatendeka. Tinoziva kuti kana tichitsigirwa naye, hapana hurumende yevanhu inogona kutitadzisa kumunamata.