PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaSeptember 2019

Shona
Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaSeptember 2019
/assets/ct/79e1b14fff/images/syn_placeholder_sqr.png

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Mwari anonzwa sei nevanhu vanomutsvaga zvepachokwadi?

Rugwaro: 1Pe 5:6, 7

Pekuzotangira: Chii chinoratidza kuti Mwari anotida semunhu mumwe nemumwe?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Chii chinoratidza kuti Mwari anotida semunhu mumwe nemumwe?

Rugwaro: Mt 10:29-31

Pekuzotangira: Tinoziva sei kuti Mwari anotinzwisisa?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Tinoziva sei kuti Mwari anotinzwisisa?

Rugwaro: Pis 139:1, 2, 4

Pekuzotangira: Kuva shamwari yaMwari kunotibatsira sei muupenyu?