PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaOctober 2019

Shona
Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaOctober 2019
/assets/ct/79e1b14fff/images/syn_placeholder_sqr.png

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Tinoziva sei kuti kutambura kwatiri kuita hakusi kurangwa naMwari?

Rugwaro: Jak 1:13

Pekuzotangira: Nei tichitambura?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Nei tichitambura?

Rugwaro: 1Jo 5:19

Pekuzotangira: Mwari anonzwa sei paanoona tichitambura?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Mwari anonzwa sei paanoona tichitambura?

Rugwaro: Isa 63:9

Pekuzotangira: Zvii zvichaitwa naMwari kuti abvise kutambura?