Kuchenesa nzvimbo ichaitirwa gungano kuFrankfurt, Germany

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU October 2019

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura kuti nei tichitambura uye kuti Mwari anonzwa sei paanoona tichitambura.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ratidza Uchenjeri Hunobva Kuna Mwari

Huchenjeri hunobva kuna Mwari hungatibatsira sei muupenyu hwedu zuva nezuva?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Munofanira Kuva Vatsvene”

Sei tichifanira kuva vatsvene?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anoda Vanhu Vakachena

Maonero atinoita nyaya yeutsanana anobatana papi neushamwari hwedu naMwari?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Kuguma Kwezvinhu Zvese Kwava Pedyo”

Kuziva kuti kutambudzika kukuru kwava pedyo kunofanira kuita kuti tiite sei?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuvaitira Zvakanaka Nekuvaremekedza Kunoita Kuti Vade Chokwadi

VaKristu vakaroorana nevanhu vasingatendi vangatevedzera sei Kristu?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Ramba Uchifunga Nezvekuvapo Kwezuva raJehovha”

Ungaratidza sei kuti uri kufunga nezvekuuya kwezuva raJehovha?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Unokoshesa Shoko raMwari Zvakadii?

Tingaratidza sei kuti tinokoshesa Shoko raMwari?