PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU October 2017
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mharidzo yeMukai! uye yekudzidzisa chokwadi chekuti tingaratidza sei kuti tinoda Mwari. Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Uprofita hwaDhanieri Hwakataura Nezvekuuya kwaMesiya
Chitsauko 9 chaDhanieri chinotaura nezvekuuya kwaMesiya. Zvii zvimwe zvinotaurwa neuprofita uhwu?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvaungaita Kuti Uve Mudzidzi weBhaibheri Anoshingaira
Kudzidza Bhaibheri uchishingaira kunogona kukubatsira kuti urambe wakavimbika paunoedzwa. Asi ungatangira papi?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Aiziva Madzimambo Aizovapo
Jehovha akashandisa muprofita Dhanieri kutaura umambo hwaizovapo uye madzimambo ahwo.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Unofarira Rudo Rwakavimbika Sezvinoita Jehovha Here?
Chii chinoita kuti tive nerudo rwakavimbika? Tinodzidzei kubva pane zvakaitika kuna Hosiya nemudzimai wake akanga asina kuvimbika, Gomeri?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ipa Jehovha Zvakanakisisa
Kupa Jehovha zvakanakisisa kunoita kuti afare uye zvinhu zvinokufambira zvakanaka. Ndechipi chimwe chezvibayiro zvinofarirwa naJehovha?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Raramira Jehovha!
Upenyu chipo chinokosha. Tinoedza kushandisa matarenda edu neunyanzvi hwedu kukudza Jehovha uye kumushumira, sezvo ari iye akatipa upenyu.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Vanakomana Venyu Nevanasikana Venyu Vachaprofita”
Tingatsigira sei vakazodzwa pakuita basa rekuprofita?

