PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

“Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”

Shona
“Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202016366/univ/art/202016366_univ_sqr_xl.jpg

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVIREVO 7-11

“Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”

“Mwoyo Wako Ngaurege Kutsauka”

Mitemo yaJehovha inotichengetedza. Kuti itibatsire, tinofanira kuichengeta mumwoyo yedu. (Zvi 7:3) Kana mushumiri waJehovha akarega mwoyo wake uchitsauswa, zvichava nyore kuti akundwe nemiedzo yaSatani. Chitsauko 7 chaZvirevo chinotaura nezvemumwe mukomana akarega mwoyo wake uchitsauswa. Tingadzidzei kubva pakukanganisa kwaakaita?

  • Satani anoedza kutibvisa pana Jehovha achishandisa zvinhu 5 zvataurwa pamusoro apa

  • Uchenjeri nekunzwisisa zvichatibatsira kuona matambudziko anokonzerwa nekusateerera, zvoita kuti titambire kure nezvinhu zvinogona kutikanganisa pakunamata