PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

“Munhu Ane Zvaanobatsira Here Kuna Mwari?”

Shona
“Munhu Ane Zvaanobatsira Here Kuna Mwari?”
https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202023413/univ/art/202023413_univ_sqr_xl.jpg
mwb23 November p. 8

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Munhu Ane Zvaanobatsira Here Kuna Mwari?”

“Munhu Ane Zvaanobatsira Here Kuna Mwari?”

Erifazi akati Mwari anotiona sevanhu vasingabatsiri (Job 22:1, 2; w05 9/15 27 ¶1-3)

Erifazi akati Mwari haana basa nekururama kwedu (Job 22:3; w95 2/15 27 ¶6)

Tinogona kuita kuti Mwari awane chekupindura uyo anomushora, Satani (Zvi 27:11; w03 4/15 14-15 ¶10-12)

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Kuziva kuti unogona ­kubatsirawo Mwari Wemasimbaose kunoita kuti unzwe sei?