PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu yaNovember 16-22, 2020

Shona
Purogiramu yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu yaNovember 16-22, 2020
/assets/ct/79e1b14fff/images/syn_placeholder_sqr.png
mwb20 November p. 4

November 16-22

REVHITIKO 4-5

November 16-22
  • Rwiyo 84 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ipa Jehovha Zvakanakisisa Zvauinazvo”: (10 min.)

    • Re 5:5, 6—Munhu aitadza aifanira kupa chibayiro chemhosva chegwayana kana kuti chembudzi (it-2-E 527 ¶9)

    • Re 5:7—Kana aiva murombo zvekutadza kuwana gwai aigona kupa njiva mbiri kana kuti hangaiwa mbiri (w09 6/1 26 ¶3)

    • Re 5:11—Kana aiva murombo zvekutadza kuwana njiva kana hangaiwa, aigona kupa chegumi cheefa yefurawa yakatsetseka (w09 6/1 26 ¶4)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Re 5:1—Vhesi iyi inoshanda sei kuvaKristu? (w16.02 29 ¶14)

    • Re 5:15, 16—Chii chaizoita kuti munhu anzi ‘atadzira zvinhu zvitsvene zvaJehovha asingazivi’? (it-1-E 1130 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Re 4:27–5:4 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU