PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU

Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaNovember 2019

Shona
Mharidzo Dzekuenzanisira Dzemuushumiri dzaNovember 2019
/assets/ct/79e1b14fff/images/syn_placeholder_sqr.png

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Mwari akasikirei vanhu?

Rugwaro: Ge 1:27, 28

Pekuzotangira: Nei tiine chokwadi chekuti Mwari achazadzisa chinangwa chake?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Nei tiine chokwadi chekuti Mwari achazadzisa chinangwa chake?

Rugwaro: Jos 21:45

Pekuzotangira: Mwari anovimbisa ramangwana rakaita sei?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Mwari anovimbisa ramangwana rakaita sei?

Rugwaro: Zva 21:4

Pekuzotangira: Tingaitei kuti tizowana makomborero anovimbiswa naMwari?